I hear dat
B-b-bigman
Ah di master
Layaan, kumhanya kwauri kuita magoma
Police rinokupa ticket reoverspeed
Ndopatoti dzamutsana-mutsana tsuro nembwa musango
But Vigilance togara tiri palead
Tatovhaya
Dai vari vanhu vanogaya
Vaitongosiya Bigman vachiita twunhu twavo, but varikuti maya
Layaan vhaya
Usacheuke miridzo, nyatsofaya
Ngoma dzapisa, this time ndinoona vamwe vachipa retire
Kusvika matisiya
Hatimbofa tamira kufaisa magoma ayaya
Dai maiziva, tichiri kufambira munumber 1 gear
Tikada kupinda munumber 2 kana 3
Tinomhanyisa munhu kunge Mujaji
Zvino voita chiguu kurwisa ini
Tirimberi kwavo hazvimboda judge
Musati mati Ninja President, munomukwanisa here SpiderMan mpfana wekugwazh?
Mukuda kudzika matero usina kukwira makata
Musafarise kuliner hanzvadzi
Unotanga waritoucher kuti rigohwe
Usina kurima haukohwe
Rega tinotambira mugove
Tapinda machena asi hatisi vemasowe

Varikutuka Bigman maita munyama
This time handina hanya
Ndirikungoshafa maNAMA
Ukuda drama, zama A. Palmer
Ndakabva neko kumhunga hakuna ipwa
Ndipe Riddim vaone zvazvinoitya
Inzwa idzo tsumo napadzinoiswa
Ndovabatisa majuru parikubuda ishwa