Choose a track to play
Madii?Bho?
Safe here gee?
Ko mwana uyo here safe gee?
Mamborova here research here gee
Ko ndikangakutsoma ndichitaimira chii?
Ndoda base zvemaskati ndisiire
makey
Ko inganzi mistake here gee?
Zvekuzobva wanditi pfutseke here gee?
Kubva kudhara tiri tese nhai gee
Majaira kahunhu kechisellout
Kuskider 180 padhiri kunge maburnouts
Kahunhu kekurigger
mamatch
Padiki padiki makuchemera mapenalty
Hanzi akudei akundinetsa uyo
Zvakufaya makutanga kuda kuita muface wangu
Pakatanga maitenser bamudiki
Chero kulinker maibvunza zvemarentals
Izvezvi ndanext up
Vanonditsvaga any time so handijambe bhavhu
Walinker nemahu- , uri broke
Usacracker tumajokes usina bag havatyoke mbabvu
Ukavamatchera kalevel kechimero kavanako
Hanzi you really changed wangu
Haungofone anytime kana usiri wangu
Baya Spotify uchida kunzwa voice rangu
Safe here gee?
Ko mwana uyo here safe gee?
Mamborova here research here gee?
Ko ndikangakutsoma ndichitaimira chii?
Ndoda base zvemaskati ndisiire makey
Ko inganzi mistake here gee?
Zvekuzobva wanditi pfutseke here gee?
Kubva kudhara tiri tese nhai gee
Usangomhanyira kubaya imbobvunzai
Over 18 kunge Bang bros
Ko mukambomorira kuti dzviibve
Mungazorova dzese nesalt here mango?
Hamungambopedze inini
Mayaz, maraz kutange kunge Mebho
Mukandikanda same list nanaMorris ibias
Kufananidza PS neXbox
These days ndakuswerera mubooth
Ndakamira zvekutaimira soup
But kana uchida base isa 10 kana 20 kana 30 muaccount ndokupa ine
ensiute
Mwana makeke unokwara nedumbu
Hatimbokujudge asekuru
Unazogaira kurariswa nebhutsu
Pane gava hapashaikwe mutsubvu
Safe here gee?
Ko Mwana uyo here safe gee
Mamborova here research here gee
Ko ndikangakutsoma ndichitaimira Chi
Ndoda base zvemaskati ndisiire Makey
Ko inganzi mistake here gee
Zvekuzobva wanditi pfutseki here g
Kubva kudhara tiri tese nhai gee
Safe here gee
Ko mwana uyo here safe gee?
Mamborova here research here gee?
Ko ndikangakutsoma ndichitaimira chii?
Ndoda base zvemaskati ndisiire makey
Ko inganzi mistake here gee?
Zvekuzobva wanditi pfutseke here gee?
Kubva kudhara tiri tese nhai gee