Elige una pista para reproducir
Ndinoshamiswa kwazvo, namabasa makuru
Akaitiwa nemwi, ose anorumbidzwa
Hukuru hwenyu Mwari hunoshamisa kwazvo
Hukuru hwenyu Mwari hunoshamisa kwazvo
Kana ndarangarira, mabasa okudenga
Kana ndarangarira, mabasa epanyika
Inobuda misodzi kana ndafunga Iwe
Inobuda misodzi kana ndafunga Iwe
Mwari vatatu mumwe, Itai kuti tikudei
Nokuti makatida, makazotipa Jesu
Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
Rumbidza iwe denga, rumbidza iwe nyika
Rumbidza iwe gungwa, nesu ngatirumbidza
Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
Inobuda misodzi kana ndafunga iwe
Inobuda misodzi kana ndafunga iwe
Rumbidza iwe denga, rumbidza iwe nyika
Rumbidza iwe gungwa, nesu ngatirumbidza
Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
Uyu Musiki wedu anerudo rukuru
Kana ndarangarira, mabasa okudenga
Kana ndarangarira, mabasa epanyika
Inobuda misodzi kana ndafunga Imi
Inobuda misodzi kana ndafunga Iwe
Mwari vatatu mumwe, itai kuti tikudei
Nokuti makatida, makazotipa Jesu
Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
Matipa mweya wenyu wokutisimbaradza
Yu-yu-yu, yu-yu-yu-yu
Yu-yu-yu, yu-yu-yu-yu
Yu-yu-yu