Elige una pista para reproducir
Shuwa shuwa nyanisi
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Nangananga neni ndinokudzimura
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Changu chashandura nedempo
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Ndinopika namai wangu Soko
(zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Amai (zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Wandigumbura (zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Kwakurova amai (zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
(zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Shuwa shuwa nyanisi ayi ayi
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Ndokujajadura nedembo mpanda
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Ndinopika namai wangu Soko
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Zwawaita andizwide
Shuwa shuwa nyanisi wandigumbura
Ndichakujajadura nedembo mpanda
(zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Iwe Mfana (zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Wandigumbura wandigumbura (zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
Ndichakujajadura nedembo (zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)
(zuva ria wakandituka zuva ria uchindibira hnasi kwakurova amai vangu)