Elige una pista para reproducir
The oskid
Dj tamuka, tafadzwa fambisa mota
Shamwari yangu tenga doro hiwe
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana

Sahwira handisati ndadhakiwa
Shamwari yangu tenga doro hiwe
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa
Hazvina basa ndere mhando ipi
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Hazvina basa ndere mhando ipi
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Gidza iwe tenga doro
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Dhafu madzate tenga doro
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Zivanai ziva zvekuita iwe
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Memo tenga doro
Haaaa sahwira handisati ndadhakiwa kubasa toenda mangwana
Ndikasadhakwa handimbodzoka iwe iwe (oskid production)