Elige una pista para reproducir
Ndati tarirai tarirai Mwari mhuri yapera
Ndati tarirai tarirai Baba mhuri yapera pasi pano
Ndati tarirai tarirai Mwari mhuri yapera kani (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndati tarirai tarirai Mwari mhuri yapera ndeahoe (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndati tarirai tarirai Mwari mhuri yapera kani (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Inga Rumbidzai apachina mhuri yapera seiko (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Kana mhandinema apachina mhuri yapera ndeahoe (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Gore nhamo apachina mhuri yapera seiko (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Kana Pindurai apachina mhuri yapera ndeahoe (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Inga makati munenge munesu mhuri yapera seiko Mwari (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Inga makati munenge munesu mhuri yapera seiko (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndati tarirai tarirai Mwari mhuri yapera pasi pano (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndati tarirai tarirai Baba mhuri yapera ndeahoe (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndea ndeaho ndeamene ndea uhune aho (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndea ndeaho ndeamene ndea uhune aho (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndati tarirai tarirai Mwari mhuri yapera kani (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ezo pindurai apachina mhuri yapera seiko (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Kana Rumbidzai apachina Mwari mhuri yapera ndeahoe (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndea ndeaho ndeamene ndea uhune aho (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)
Ndea ndeaho ndeamene ndea uhune aho (Mhuri yapera makatarisa mhuri yapera)