Elige una pista para reproducir
Pss, hello baby (inini here?)
Haa, maya avo (vapiko?)
Uyo, ungaitewo nguva here, time (ukuti chiiko iwe?)
(Soul jah, soul jah)
Pandakuona uchidarika nda-doubter
Asi ndanga ndichida kukutaudza
Babe, ndangogaira kuti uchandishaudha
Asi mukati ndakuvarira
Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana
Ndatya kutaura newe ndapanika
Ndatanga kukakama
Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana
Type yako kashoma kuwanikwa
Ndafara tasangana
Babe zvawakapfeka zvakakufita (ahh)
Sorry handina kuku-greeter
Asi ndinokumbira kuti ungondiudza zita
Handizive kana zvichiita
Ini zita rangu ndinonzi Sylvester
Asi vanhu vanonditi Freeman
Pawadarika uchienda kwawanga uchienda
Ndasara pitsidiki ndokufenda
You took my breath away
Zvabva zvandipa shungu yekuva newe
Ngatizivane tigo fambidzane tigofambira mu-one way
Samatenga vakakusika vachiti hakuna umwe anenge iwe
Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana
Ndatya kutaura newe ndapanika
Ndatanga kukakama
Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana
Type yako kashoma kuwanikwa
Ndafara tasangana
Kana uripo pa-whatsapp tora number
Wozondi textira address yepamba
Ndichasvika ndina Shelton naWarrior, JMP, Tynash na Dj Wata
Usazoshamisika tinofamba takawanda
Kuitira ana tsano vanoda zvemanda
But jokes paside babe
Timboita serious handisi kubhaiza manheru ndichasvika areas
Ndaisa-believer kuti kune love at first sight
But mangwana ndinenge ndinewe KuDangerzone side
Pandakuona uchidarika nda-doubter
Asi ndanga ndichida kukutaudza
Babe, ndangogaira uchandishaudha
Asi mukati ndakuvarira
Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana
Ndatya kutaura newe ndapanika
Ndatanga kukakama
Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana
Type yako kashoma kuwanikwa
Ndafara tasangana
Babe zvawakapfeka zvakakufita (ahh)
Sorry handina kuku-greeter
Asi ndinokumbira kuti ungondiudza zita
Handizive kana zvichiita
Inini zita rangu ndinonzi Sylvester
Asi vanhu vanonditi Freeman
Pawadarika uchienda kwawanga uchienda
Ndasara pitsi diki so kufenda
You took my breath away
Zvabva zvandipa shungu yekuva newe
Ngatizivane tigofambira mu-one way
Samatenga vakakusika vachiti hakuna mumwe anenge iwe
Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana
Ndatya kutaura newe ndapanika
Ndatanga kukakama
Dressing yawakarova, yandipa kukuda mhamha makabatana
Type yako kashoma kuwanikwa
Ndafara tasangana
Babe pandakuona uchidarika, moyo wangu wabatikana
Ndatya kutaura newe ndapanika
Ndatanga kukakama
Dressing yawakapfeka ndanzwa kuda mhamha makabatana
Type yako kashoma kuwanikwa
Type yako yakosha
Dangerzone
(Soul jah, soul jah)