Elige una pista para reproducir
Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta
Kwakubvongodza muto kuseva kwe akaguta kani
Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta
Kwakubvongodza muto kuseva kwe akaguta kani
Apaneapa ndepake
Ichoneicho ndechake
Akoneako ndekake
Uyoneuyo ndewake
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira mayaya
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira wanyanya
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (mayaya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta
Ndokubvongodza muto kuseva kwe akaguta kani
Anobvongodza muto kuseva kwe akaguta
Apaneapa ndepake apa
Ichoneicho ndechake
Akoneako ndekake
Uyoneuyo ndewake
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira mayaya
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (mayaya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (mayaya)
Chimsoro (ihyehe)
Apaneapa ndepake
Ichoneicho ndechake
Akoneako ndekake
Uyoneuyo ndewake
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira kambira mayaya
Kukambira kambira wanyanya
Kukambira
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (mayaya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (mayaya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (wanyanya)
Chimsoro (ihyehe)
Chimsoro (mayaya)
Chimsoro (ihyehe)