Elige una pista para reproducir
Hahaha hahaha
Fambi imhunu inoda mari
Ukaipa mari inodzika mudzi
Ichikurezwa se pwere
Zwitupo nezwidawo zwichitetembwa
Fambi ayijke chekupamba mkoma
Fambi ayikumbire poho
Fambi ayijke zweagere zwake mkoma
Inokujka yakatandarara
(fambi inoyitswaga wega)
(uchinyenga ndiwe)
Ukayinyenga inokuda yokujka yakatambarara
Fambi ayijke chekufamba oho
Chekupamba bo mkoma oho mukoma (chekupamba aha)
Chekupamba bo mkoma oho mukoma (chekupamba aha)
Fambi ishatu inoruma wakatarisa
Inokuswitsa kurwizi rwizi ruya ndaisireva
Fambi ayitswage kuwanikwa
Chayo kukuvura mabvi wakatarisa