Elige una pista para reproducir
Seri kweguva seri kweguva mukoma
Seri kweguva hapana mupepero
Seri kweguva
Seri kweguva hakuna munamato
Seri kweguva mukoma kani
Seri kweguva hapana mhembero
Seri kweguva ho
Kana ikachema misodzi yeropa
Seri kweguva mukoma hakuna munamato
Ufugame mabvi nemagokora azwibatsire
Seri kweguva ho
Seri kweguva hakuna munamato
Seri kweguva hapana anoseka
Seri kweguva hukuna mhembero
Seri kweguva ho
Seri kweguva hakuna munamato
Seri kweguva hakuna anoseka
Seri kweguva hapana mhembero
Seri kweguva
Seri kweguva hakuna munamato
Seri kweguva mkoma hapana anoseka
Seri kweguva hukuna mhembero
Seri kweguva ho
Chateuka chateuka mukaka awudzorerwe
Seri kweguva mkoma hakuna munamato
Kutsamwa ungatsamwe zwako asi uchapora
Seri kweguva ho
Seri kweguva hakuna munamato
Seri kweguva mkoma hakuna anoseka
Seri kweguva hapana mhembero
Seri kweguva ho
Seri kweguva seri kweguva
Seri kweguva mkoma kani
Seri kweguva hakuna munamato
Seri kweguva ho
Kana ukachema misodzi yeropa
Seri kweguva mkoma hapana