Elige una pista para reproducir
Ukarera imbwa nemukaka
Ukarera imbwa nemukaka
Inopfuma yokuruma
Inopfuma yokuruma
Yokuruma yapanduka
Ukarera imbwa nemukaka nemukaka
Inopfuma yokuruma
Inopfuma yokuruma
Yokuruma yokuruma yapanduka aha aha
Oh ah ha
Chawawana ijka nehama
Mutorwa anehanganwa uyu
Mutorwa anehanganwa anehanganwa hanganwa
Chawawana ijka nehama
Mutorwa anehanganwa uyu
Mutorwa anehanganwa anehanganwa
Hanganwa hanganwa nwa
Ah ho ha teerera
Kanozwiva iti vondomhiva
Mumasango andorura
Mumasango andorura
Andorura vaivima pachavo
Kanozwiva iti vondovhima vondovhima vondovhima
Aha aha vaivima varipachavo
Pachavo varivega
Ukarera imbwa nemukaka nemukaka
Inopfuma yokuruma
Inopfuma yapanduka