Elige una pista para reproducir
Apo Jeso anouya kotora varume
Anotora vakanaka, avo vanomuda
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Apo Jeso anouya kotora vakadzi
Anotora vakanaka, avo vanomuda
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Apo Jeso anouya kotora vapwere
Anotora vakanaka, avo vanomuda
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Vanhu vake, vatsvene
Vanoyenda kudenga
Vana vake pasi pano huyai kwaari
Anomuda zvino pano, nerudo rukuru
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Ngatiyedze misi yese kufadza mponisi
Tizotorwa ndiye Jesu kudenga kumsoro
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Apo Jesu anouya kotora vapfumi
Anotora vakanaka, avo vanomuda
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Apo Jeso anouya kotora varume
Anotora vakanaka, avo vanomuda
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJesu
Ngatiyedze misi yese kufadza mponisi
Tizotorwa ndiye Jesu kudenga kutsvene
Vanhu vake (vanhu vake) vatsvene (vatsvene)
Vasina zvitema
Vanoenda (vanoenda) kudenga (kudenga)
Kuogara naJeso