Elige una pista para reproducir
Jehova ndibatsirewo.
Baba pandimire pakaoma baba
Ndonaitira pakurarama kwangu.
Baba pandimire pakaoma baba
Mhandu dzotanga kundirwisa.
Baba pandimire pakaoma baba
Mchengete ndime ishe wangu.
Baba pandimire pakaoma baba