Elige una pista para reproducir
Baba wangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Baba ndinodisa kwazvo rutendeso rwakanaka
Kuti ndimbotenda imwi, nguva dzangu dzese dzese
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Ziva nhumo dzangu
Ziva zvirokwazvo
Baba ndinodisa kwazvo kuva wakatiwa ini
Kuonesa kune vamwe kuti tinodana sei
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Baba vangu ndinodisa kuva wakadai ndimwi
Ndinodisa mweya wenyu kuti uchigara neni
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva zvirokwazvo
Ndirikukumbira zvino munandipindurawo
Munoziva nhumo dzangu
Munoziva