"mmm mm"
Kazz Khalif
Yeah
"Check"
Rudo ruzere mumoyo
Nderwako kani mumwe wangu
Rudo ruzere mumoyooo
Nderwako kani mumwewangu
Nderwako, rwako
Nderwako kani mumwe wangu
Nderwako, rwako
Nderwako kani mumwewangu
Mumwe wangu
"Mumwe wangu"
Nderwako kani mumwe wangu
Mumwe wangu
"hmm"
Nderwako kani mumwe wangu
"Ohhh"
Chero vakati imi muchazvirega
Tomiririrei tomirireiko
Muchazvirega
Tomirirei tomirireiko
Rudo ruri mumoyo mangu
Nderwako kani mumwe wangu
Rudo ruri mumoyo mangu
Nderwako kani mumwewangu
Ayiwa ndozama
Kuzamira iwe
Zvine kakunakidza kana tiri pamwe
Chero ndikangwava
Ndongwavira iwe
Zvine kakunakidza kana tiri pamwe
Mumwe wangu
Nderwako kani mumwe wangu
Mumwe wangu
"hmm"
Nderwako kani mumwe wangu
Rudo ruri mumoyo mangu
Nderwako kani mumwe wangu
Rudo ruri mumoyo mangu
Nderwako kani mumwewangu
Nderwako, rwako
Nderwako kani mumwe wangu
Nderwako, rwako
Nderwako kani mumwewangu
Mumwe wangu
"Mumwe wangu"
Nderwako kani mumwe wangu
Mumwe wangu
"hmm"
Nderwako kani mumwe wangu