Оберіть трек для відтворення
Mamutora (mamutora)
Mamutora nhai baba (oo, mamutora)
Mamutora, mamutora nhai baba
Fambai naye (fambai naye)
Fambai naye nhai baba (fambai naye)
Fambai naye, fambai naye, nhai baba
Garai naye (garai naye)
Garai naye nhai baba (garai naye)
Garai naye, garai naye nhai baba
Ivai naye (ivai naye)
Ivai naye nhai baba (ivai naye)
Ivai naye, ivai naye nhai baba
Mamutora (mamutora)
Mamutora nhai baba (mamutora)
Mamutora, mamutora nhai baba
Fambai naye (fambai naye)
Fambai naye nhai baba (fambai naye)
Fambai naye, fambai naye, nhai baba
Garai naye (garai naye)
Garai naye nhai baba (garai naye)
Garai naye, garai naye nhai baba
Ivai naye (ivai naye)
Ivai naye nhai baba (ivai naye)
Ivai naye, ivai naye nhai baba
Yu-yu-yu-yu (yu-yu-yu-yu)
Yu-yu-yu-yu-yu-yu-yu (yu-yu-yu-yu)
Yu-yu-yu-yu yu-yu-yu yu-yu-yu