Оберіть трек для відтворення
Yow, Layaan googler "f pazayan"
Bang, bang
Bhobho tsvaga kuvha rine chigodo
Ah di master
Tapinda musummer time
Hapachina nguva yecrime
Tirikungotsvaga madhora
Tozvitengera zvinotohora
Tsvaga mumvuri hwanda sunshine
Madegrees i49
Maice cream two-two padhora
Pakuda zvinhu zvinotonhora
Zvimoko zvakarova mashort
MaNinja musummer, naughty
Kana zvavakupfuura kunaFourth
Musaridze miridzo paRoad Port
Nekuti summer MaNinja (MaNinja)
Kana staira tachinja (tachinja)
Mutown makunakidza
Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza
Nekuti summer MaNinja (MaNinja)
Kana staira tachinja (tachinja)
Mutown makunakidza
Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza
Panoda hembe dzinopinza mhepo (pinza mhepo)
nebhachi ndoyavepo (ndoyavepo)
MaNinja tichipinda prezha madeko
Anobairira jasi ane mamhepo
Layaan huya uina Bogos naBhudza
Tomboenda kuboat tocruiser
Usatiyendesa nekunonyudza
Zvakasafamba mushe unotinyudza
Ndichiri mudiki pakufa
Hatisi gehena asi ndanzwa kutsva
Ndokuti summer, aiwa hazvisi zvitsva
Staira yachona chete ndiyo itsva
Nekuti summer MaNinja (MaNinja)
Kana staira tachinja (tachinja)
Mutown makunakidza
Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza
Nekuti summer MaNinja (MaNinja)
Kana staira tachinja (tachinja)
Mutown makunakidza
Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza
Hausiwe Rihanna asi ndipinze muumbrella
Ndotsva musoro, bvudzi ndange ndakutorigera
Pandakuona uchipfuura ndabva ndaregera
Ndambokanganwa kurikupisa ndobva ndamerera
Smart yawakarova, ndabva ndada kukuteera
Hande tinorohwa neaircon muhotera
Zvichaitika hazvina basa, tese tabvezera
Chishuwo changu kungoenda panotonhorera
Tine MaNinja tiri musummer
Ndopaunoona hushamwari hunokunda hukama
"Di swag turn up" pachiJama
Hameno vakasaudzana
Tapinda musummer time
Hapachina nguva yecrime
Tirikungotsvaga madhora
Tozvitengera zvinotohora
Tsvaga mumvuri hwanda sunshine
Madegrees i49
Maice cream two-two padhora
Pakuda zvinhu zvinotonhora
Zvimoko zvakarova mashort
MaNinja musummer, naughty
Kana zvavakupfuura kunaFourth
Musaridze miridzo paRoad Port
Nekuti summer MaNinja (MaNinja)
Kana staira tachinja (tachinja)
Mutown makunakidza
Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza
Nekuti summer MaNinja (MaNinja)
Kana staira tachinja (tachinja)
Mutown makunakidza
Zvakapfekwa nezvimoko zvovaraidza
Bhobho tsvaga kuvha rine chigodo